Vakalanga

Tarisai futi Vakaranga

Vakalanga vachitamba
Kalanga woman in Botswana
Huwandu
1,600 000
Nzvimbo dzine Huwandu hwakawanda
Zimbabwe 1,100 000
Vutswana 500,000
Mitauro
TjiKalanga, Mitauro yeNguni (Chindebele - Chixhosa), Mitauro yeShona (Chikaranga - Chizezuru - Chikorekore - Chimanyika - Chindau)
Rudaviro
Chinamato che Vakalanga (Chidaviro cheVashona - Mwari), Ukristu
Madzinza aneHukama huri pedyo
Vashona, Vavhenda, Vanambya, Vandeḅele nevamwe Vabantu
muChishona
Munhu: Nkalanga Mukalanga; Mkalanga
Vanhu: Bakalanga Vakalanga; Wakalanga
Mutauro: Tjikalanga; Ikalanga Chikalanga; Rukalanga
Nyika: Bukalanga Vukalanga/Vukaranga

Vakalanga (Kal: Bakalanga) kana Wakalanga idunhu reBantu rekumaodzanyemba rinonyanya kugara kuMatabeleland muZimbabwe, kuchamhembe kwakadziva kumabvazuva kweVutswana neRuwa reLimpopo muChamhembe cheAfurika. Ivo vane hukama huripedyo neVanambya, Varozvi, Vavhenda neVanhu vedzinza rechiShona, kunyanya Vakaranga wavanogova zita navo.


© MMXXIII Rich X Search. We shall prevail. All rights reserved. Rich X Search